VaEmmanuel Makandiwa vanoparidza vachitsanangura pamusoro peguta rakaudzwa Moses naMwari, kuti kana vana ve Isirairi vapinda munyika yechipikirwa vave neguta ravanotsaura kuitira vanhu vangave vapara mhaka, kungava kuuraya kasi vasingadi. Guta iri raitsaurwa kuitira mupari wemhaka awane pekutizira kana mutsivi weropa otevera.
Guta routiziro raiva nemupurisita pamagedhi aiva muchengeti waro. Mupari wemhosva ainoudza mupurisita mhaka dzake ovhurirwa maghedhi. Mutsivi weropa aisa tenderwa kupinda muguta iri
kuti atsive. Pfungwa ya Mwari newe anoda kuti uve nepaunowana zororo uve nenzvimbo yekutizira. Ukaonazvaoma zvarwadza pane imwe nzvimbo yakagadzirwa naMwari kuti utizire. Kana munhu arwaraanoenda kuchipatara nekuti ndiroguta reutiziro, panenzvimbo yekuti wakatizira mamhepo nemunyama hazvikwanise kukuteera. www.lifecentral.shop
Ещё видео!