REGGAE SINGLE TRACK
Guspy Warrior-Mude mude[TDS VIBES Riddim/ Produced by Cymplex Solid Records]
LYRICS
Uchinyatsofealer mumoyo
Kuti ndiye waunoda
(Mude mude mude) x2
nyangwe ruzhinji ruchiti no
Usaterere manyepo
(Mude mude mude) x2
Usamupa Rudo paanofara chete handirudo
Usamupa Rudo paanogona chete handirudo
Remember iwe ndiwe mushonga wake murudo
Paanopenga ingonomupa overdose yerudo
Hauchawana mumwe achakufilisa sekanhanha
Achangokuda nyangwe wakafinyama
Uchimubata rouhj
Tough love
Uchimboita bofu
But achingokuti bamfana
Ndokuda ndakaperera pauri ahaa
Ende ndiriloyal usandigaira pasina iwe handinga survivor
nyangwe ruzhinji ruchiti no
Usaterere manyepo
(Mude mude mude) x2
Usamupa Rudo paanofara chete handirudo
Usamupa Rudo paanogona chete handirudo
Remember iwe ndiwe mushonga wake murudo
Paanopenga ingonomupa overdose yerudo
Nyaya dzerudo dzinoda zvinyoro nyoro
Usaise pressure Ita zvinhu zvako low low
Zingizi gonyera pa1 mukoko
Ende tora nguva yako nechimoko
Ruchiva runoita usagutsikana
Musangogara muchishaudhana
Ziva zvinodiwa newako mudiwa
Musasiya nzvimbo yekucheater
Uchinyatsofealer mumoyo kuti ndiye waunoda
(Mude mude mude) x2
Kunyangwe ruzhinji ruchiti no
Usaterere manyepo
(Mude mude mude) x2
Usamupa Rudo paanofara chete handirudo
Usamupa Rudo paanogona chete handirudo
Remember iwe ndiwe mushonga wake murudo
Paanopenga ingonomupa overdose yerudo
Hauchawana mumwe achakufilisa sekanana
Achangokuda nyangwe wakafinyama
Uchimubata rough
Tough love
Uchimboita bofu
But achingokuti bamfana
Ndokuda ndakaperera pauri aha
Ende ndiriloyal usandigaira pasina iwe handinga survivor
nyangwe ruzhinji ruchiti no
Usaterere manyepo
(Mude mude mude) x2
Usamupa Rudo paanofara chete handirudo
Usamupa Rudo paanogona chete handirudo
Remember iwe ndiwe mushonga wake murudo
Paanopenga ingonomupa overdose yerudo
Ещё видео!